ENZO ABUSE CAUSES STIR

28 Dec, 2018 - 11:12 0 Views
ENZO ABUSE CAUSES STIR

H-Metro

28 December 2018

Elinera Manyonga
HORDES of ENZO Ishall’s fans yesterday expressed mixed feelings on social media after the popular chanter was allegedly bashed by his wife following a misunderstanding.
It appears some Kanjiva hitmaker fans were bitter over the unfortunate incident while others said he deserved the thrashing if indeed he wronged his wife.
Below are some of the reactions on social media:
Lewis Zhanje: Enzo adirwa 60magate eshamhu nemkadzi wake kkkk
Juelz Javangwe: kkkkkk aawwwwww askanaaaaaa..kanjiva kedu kakalohwa shame lol kakajimba mlomo kwaaaaa
Arky Mayenga: Ground racho rangoti haa haa haa haa ibvapa ibvaaa
Tazofara Ozat Makomva: Ana oh chiita kwacho vakukupisai mambama ka..pihwai magate😂😂
Vokal BaJordan: Na Christian Tapuwa T-fresh Mhlanga saka hausi riwe wega unom***swa nemukadzi ka..
Mai Mwendamberi: Have always said women are abusers and more cruel than men
But unonzwikwa nani.


Sharon Magi Chideu: On the Enzo issue, shuwa aroverwa ma status video which were promoting his song? Kubasa. Rega zvizonzi it’s hard to date outside the industry.
Mai KendricknaSamantha Mamo : Tipei address yekunogara mkadzi wacho tinomurova.
Awakhiwumzomhle Wako Sibanda If men spoke out as much as women do things would change but sadly most of them don’t💁 No man should ever go through such, it’s wrong.
People take it as a joke whenever a man is abused, that’s wrong but it should never stop men from speaking out and taking legal action.
I honestly don’t get how feminists fit in here, unless if there is a feminist who denied that men are also victims of domestic violence. Thing is men don’t speak out as much as we do about this issue.
They don’t report or take any legal action (in most cases). It’s very very very wrong for women to abuse men in any way but do we see the men coming together starting organisations, hashtags, movements about it🤔 Why not, coz even some men see it as sign of weakness right. Artists should be speaking out about these issues. Let’s compare the number of songs or poems of abused women vs abused men. Women speak out more and maybe men should do the same.
Alvin Harry Jnr Zhakata: The wife is the epitome of idiocy. Divorce that witch already!
ColeMe Diamond: kusadzosera hazvirevi haagone kumurova and Kusamurova hazvirevi haagone kudzosera.
Tinashe Jesmieri Hwaire: ko tete mavaudze here kuti vamubikire porridge variite ritetetete…
De Messenger: Kune varume vanorohwa nevakadzi vavakatobvisira pfuma??ummmmm inga maone.
Shaz Sharon Mapoka: Kutorova murume nhai…hazivi Kuti Enzo iyeye tinotomudawo mxm.
Memory Moyo: I used to beat mine too but ndakazoona kuti ndobviswa mazino. Nekuda kwandoita mazino angu. Mumwe musi ndakapotsa ndapinda mufridge nekutya kurohwa. From that day I never raised my hand on him again.
Tanie Cee: Zinjiva
Yolanda Valeria Bunjira: Ngaauye hake kwandiri tichitamba kanjiva tese.
Takudzwa Splits: I pray amusiye! Achanetsa pamberi apo, that’s the nature of his hustle so if she can’t vibe with it ngaende! And feminists won’t even comment on this those cowards.
Beatrice Savadye: #feminist here
Ku Feminism we do not condone violence in all its forms whether yaitwa kumudzimai or munhurume. I don’t understand why you think it’s our duty as feminists to speak out against violence perpetrated on men. Why imi varume musiri Kuita speak out against violence yacho tobatsirana? Isu when a woman is abused we simply speak out, tweet about, do marches, provide counseling etc Ko imi munozvitadza nei?


Gerald Mbiriviri: So sad but dai arimukadzi arohwa we wld not hear the end of it..Where are u ma feminist n whatever u call urselves..Quick to judge munhu wechirume kuti his a monster ko uyu arova murume tomutii..Some women are liars, abusers,n much more..#Stop Abuse against Men
Tafadzwa Jengwa: Too bad, imba haimiswe nekurovana it will make things worse, kutaurirana ndiko kunobatsira. Violence doesn’t solve marital issues, but dialogue does.
Ndini Mzimba Wacho Video yacho ye50 magate inorovesa chete kikikikiki,model wacho aimazunza chaizvo iye akanyatsomatarisa ndosaka asina kudzosera cz aiziva mhosva yake lol
Other comments from the famous social media commentator Thomas Chizhanje and Friends read:
Fungie Pee Chinembiri: Ahh shame sorry hake, ko vanoawanepiko mabhinya kadzi aya nxaaa.
LeeMemoz Moyo: This guy will be killed one day ooo…
E Rue Muzvidzwa Murandakadzi: shavi rako rekurova mrume rinoda 50 magate zvikaramba 60 70.
Monalisah Morosen: But mkdz uyu dzungu chairo kna takuzotorwa hedu hanz he he.
Miranda Mai Matie Mwamuka: Kana kakuzorambwa sezvakaitwa mai Keketso hameno hako ,vanenge vachiverengera varume ava kkkkkkk
Fadzai Tilda: A gentleman indeed, mai ivavo vanoda kutinyadzisa.
Deelight Moyo: Ukarora dofo unogara uripama1.
Mary Maregedze: Akuda kutsvagirwa kamwe kanjiva.
Walter Longman Chetemu: Domestic violence is not a laughing matter, mangwana akatsamwa odzorera okuvadza or kuponda munenge mava busy kuenda nema banner kumatare edzimhosva muchiti varume imhondi. Musatambe nenhau idzi imi.
Beauty Makaza: ko Enzo ngaangoita yakaita Andy Muridzo…ngaasashupwe nemunhu.
Martha Mutyanda: Zvaanopenga mudzimai uyu ndiye akada musician saka she must tolerate my fans achaiswa pama status bcz kuti aite mari enzo ma fans anomutsigira AKADII KUROORWA NA PASTOR VANOISA MA BIBLE VERSES PA STATUS NEMIFANANIDZO YA JESUS ACHIROVERWA PAMUCHINJIKWA osiyana na enzo.
Mercy Mumsy Muponda: Its so sad, abuse must stop.
Gracious Manditemba: Vakadzi vajamuka shem ndivo vaimarcha 16dys of activism against gender violence now ndovakutorova varume hehehe tables have turn…sorry Enzo.
Nomsa CU: Hezvo..ane mukadzi nhai
Carrington Kachenga: Vamwe kungochenjera pane vamwe varume, vakadzi vane power ava.
Muzvare Jayne Nemz: tiri kubva mu16days of Gender Violence variko vakadzi bullies ngaasungwe mkadzi uyo violence is a no no.
ColeMe Diamond: iye achiisirei vanhu pa whatsapp status😂achinyanya.
Brandon Ndhlepe: Ngaamusiye mukadzi wacho ibharanzi.
Marvel Govati: yaah akaroora munhu akadzungaira….
Patience Tarie Nyagato: Why violence though will that stop him from doing whatever. Shame
Proud Tawuro: Vapfanha vacho vakangoita kambiri chete dzungu rinobva rawanda
Tatenda Dcee Tsarukanai: Akuda kutsvaga zvekurambisa mukadzi akudiwa nemahure mfana uyu
Norman Vezha: Sorry brother Enzo next status yako ngayive abt God mkadzi anoremekedzwa wangu. ….otherwise wadzidza.
Kudah Ronald Tsvamuno: If u noe the story behind u just laugh😂😂😂
Vikki Therealblackdiamond Rudo: na Yvonne ndimi marovesa Enzo 😂😂😂 ini handichatoposta mapictures andakatorwa naye anobva auraiwa lol.
Vikki Therealblackdiamond: Ndarwadziwa veduwe 😭😭😭 saka otadza kupromoter basa rake nepamusaka peukasha hwamai ivavo iko kuriko kunobva mari yechingwa…oh child please 🙄😏
Kphats Mcgood: Mukadzi akati haaahaa haaahaa haahaa ibva ibvaapa….nexttyme ukanzi status hauise status yacho yaiswa ndeyako haisi
Charlene Chirikure: Varume ava kungoita ka 20$ mupocket akutoona kunge wifey isisina basa akadii kuisa ane wifey yake.
Teoner Hutah: #MATSIMBA
Murandu Tanaka: KKKKKKK HAYA
Tapiwa Ashley Kanyoka: INGORAMBA MUKADZI UYO WANGU
Proud Kapalamula: Kkkkk akarohwa nekazizi aripaden
Banda Tanaka: Wamama
Blessing Tafadzwa: Kanjiva kepa den kane hasha
Brenda Shinya: I do not condone violence but can’t help but laugh at the level of insecurity 🤣😂🤣😂 mukadzi wacho imboko mhani
Karen Dube Nzara: Aaah shame asi vaimbi vanozviwanza havo ma bbie akawanda anobuda pa vedios avo van*sh***.
Pauline Tanya Kapfunde: Aripi ko mukadzi wacho timuonewo Umaga
Morven Nthabe Mkhize IceBerg Gold: kochingohvura church cause masowe akakufita🤣
Mercy Chabikwa: mukadzi mboko
Charmaine Munets: Enzo is a gentlemen, hanzi”he did not retaliate”
Madamm Chipo: How true is that
Ashley Teu: Very sad veduwe. One day love iyoyo ichapera chete, kugara nemunhu ari abusive kogwadza shame. If it’s true I wish him the best ❤❤
Rumbidzai Chanda Kaira: hayas
Heather Madyavanhu: Kunyepa uku, kurohwerwa kuzvi promoter? It’s either ane musombonyo waaita kkk
Ayanda Roe Sachikonye: Imika
Faffy Maunga: Iweee une makuhwa zvokuti.wanga uripo here nxiii
Nora Chihera Mukono-Chawaz Dadiso Saline Mukono Chikerema: he should pray and pray
Nyarai Mandireya Temani: Shame very sad
Nyasha Kufa: shame his wife is wrong
Shelton Shebu BaKuku Nyanhete: Vakadzi vanokupfuvira ukapera power houdzorere
James Nyirenda: Shaaame ..bigOp Enzo .Domestic Violence against Man Must Fall,Keep yo heads up bro we love yo musiq
Joseph Marehwa: Celebrity ragara ndere kungotorwa naro ma foto, izvi zvekuzotoda kuroorwa naro iri uuuuum munoti swedza pa media
Pierro Brutus: dai mukadzi akangwara atozvininipisa hake coz becoz enzo munhu atove ne zita zvekuti nzenza dzine mari dzakato muteya anoswera atorwa uyoo tikazoona zvekwa mai keketso zviyee.
Percy Mutabaruka: First Jah Preza kumhanya kumakuva, Muridzo akatizira, kanjiva arohwa…marasta chiiko nemi so?
Norine Makora: Ikaka aka.
Cynthia Zimondi: Kanjivaaaa …Sorry hako
Patches Ethel: Hede tunjiva twake
Tracy Rumbidzai Mashandure: Ah shame l know vakadzi tokurirwa negodo
Mai Muku Na Talia: Ngaarakashirwe kuimba zvisina basa
Kanjiva. Smart inotangira kutsoka…
Hazel Kapawa: Ini hangu handifinge kuti aroverwa kasong kekanjiva
I think kamwe kacho kekuti 50 magate chi chi chi.
Florence Mtimba: Zvaitika riini kupi sei …ve SS association matiregerera veduwe
Mathew Mutungwe: Chiii chinonzi Enzo ishal
Shorraine Chifamba Mathew Mutungwe: kanjiva
Prior Pritchard: 50 magate
Courage Jaden Matongo: maakutinyepera mnje hamuna nyaya
Shez Mamoyo: Nyaya yazara iyooo
Lewis Makunganya: Saka kuti F ndoo kuti?
Pee Chinyemba: Ndasara
Mai Nicole Pwalla: Ingot ga ga ga
Shorraine Chifamba: Mai Nicole Pwalla dzokerai kumusoro ndaisa maSS
Mai Nicole Pwalla: Shorraine Chifamba thanx
Jonathan Kuda Chengeta: Asi dei arimukadzi arohwa u wil b saeng different tune…. Hypocrisy
Kul Cha Jonathan Kuda Chengeta: we live in a society full of inequalities bro
Shorraine Chifamba: Jonathan Kuda Chengeta dai tiri kuvava kazeni
Hellen Lee: Kiki Wa Emmy huya
Shorraine Chifamba: Ndaisa maV11
Kudzy Trish Onyimoh: Where?
Shorraine Chifamba: Kudzy Trish Onyimoh go back to post
Duchess Conney R Makoni: Dzimba dzinoda kushingirira, kutsanya nekunamata. Enzo ngaashingirire imba yake
Rudo Suwari: kkkkkk
Shorraine Chifamba Rudo Suwari: 😂😂😂😂😂 arikushingira abuse here asikana..kanjiva kari patyt
Mai Nicole Pwalla: Ngaadhinge enzo ndozvinoita dzimba
Shorraine Chifamba: Mai Nicole Pwalla mmmmh imi musadaro…Andy Muridzo akatiza wani
Kuda Musara: Yakandijamba. Akarohwerwei?
Manage
Shorraine Chifamba: Kuda Musara akaisa madancer pastatus mukadzi akajamuka…
Kuda Musara: Lol aiwawo
Whitney Tinashe Katsande Dee Nyakurimwa: magate ayaa arovesa vamwe🤣🤣🤣
Shorraine Chifamba Whitney Tinashe Katsande: 🤣🤣🤣🤣🤣 kakaundurwa wena
Amon Gapu Kapenzi: kaEnzo kacho. Madancers anoiswa pamavideos nepastage woita mari. Rega karohwe
Shorraine Chifamba: Amon Gapu finish
Massy Nyamuzihwa: Enzo uya kuno ndikutove
Vikki Therealblackdiamond: Iiiiii veduwe akamuroverei Enzo wangu 😢😭😕

Waita a minute…kamwana kaye kane mkadzi? 🤔
Rudo Suwari: Vikki kkkk wasara
Vikki Therealblackdiamond Rudo: nhaimi kusara kunge magaro mufunge 🤣
John John: ramba benzi remukadzi iro…
Lin Dah: Ko Enzo anemukadzi😳😳😳
Shorraine Chifamba: Lin Dah anorova kwete zvekutamba 🤣🤣
Lin Dah: Anonzani wife wacho timbomuonao
Chipo Ndana Vambe: Vachinyanya vana vasekuri ED kana mbor* yakuginha kumira ototi ndakurora usati waona another side of life vanhu nakirwai musati mawana cooking oil loading…….. im telling you
Banditress Carol Babylady: Kkkkkkk ngaasadaro mukadzi uyu nhai l luv u Enzol😜
Clara Mureng Shinga: ndozvinoita imba
Rebecca Michell Muzariri Mapudzi: anowira kusina hari asi one day anorohwa chete munhu akanyarara haasi bho magate 50🤸🏼‍♀️🤸🏼‍♀️
Masibanda Vacho: Vakadzi vana Andy Muridzo havaperi kana murume azoenda neYellow bone motuka murume
Shorraine Chifamba: Masibanda Vacho vanenge vavawanepi vakadzi vakadai
Masibanda Vach:o Shorraine Chifamba mubhawa kikikikikiki
Pirie Sanyas: Rati Lilian huya pano..
Rati Lilian: Pirie Sanyas aikaka kanjivaaa
Pirie Sanyas: Rati Lilian ndarwadziwa
Shamaine Timarizeni: ane mukadzi?
Getrude Jusa: Atori nemwana
Shamaine Timarizeni: yowe kkkk
Sonia Saniel Rice: Kkkkkkkk varume vari kurohwa mydzumba umo nhai
Shorraine Chifamba: Sonia Saniel Rice 🔨ndaseka nhasi
Sonia Saniel Rice: Shorraine Chifamba ma tables achinja
Fatso Senah: Mbwanana yemunhu
Charles Makumbe: Good lad he didn’t beat her back.
DarrellHandsome Chombo: Zvaramba kuti gore ripere vasina kuburawo ravo scandal
Tracey Sakala: Ka psycho kemukadzi dai kakasungwa
Loca Dia Sibanda: 😂😂😂😂 uyuwo uyu ur husband na be a celebrity ma bby epa town ne college futy akamumirira ✋ imbomira ts too eli
Tafadzwa Linda Magodyo: kkkkk kurohwa kusvika aita white
Tariro Tumain Masiiwa: Y’all making fun of him because this time it’s a woman, dai anga ari murume akurova y’all would be up in your feelings. Domestic violence is not right wether murume or mukadzi. He should sue her ratchet ass this is not right 🤦🏽‍♀️
Shorraine Chifamba: Tariro Tumain Masiiwa hatisi kuseka hedu 🤣🤣🤣
Cassidy Ngonie Rupiya: Tariro Tumain Masiiwa Our society is sad. Just these comments will show you how people are so primitive.
Guem Jan Do: Patience Manonga svika pano
Hama Ye Mukadzi: ngaasungiswewo😂
Ashley Teu: Tionewo zve Mrs Enzo kune vane ma V11😳😳😳
Shorraine Chifamba: Ashley Teu ndichiri kuvatsvaga..ndichadzoka navo kana ndavawana
Ratchmee Resh Nyambipo .

Daka Patricia: I hope those laughing reactions were a mistake 😤
Fungai Chigede: 🤣🤣🤣 unofira mahure nhai kanjiva
Miranda Mai Matie Mwamuka: Kana kakuzorambwa sezvakaitwa mai Keketso hameno hako ,vanenge vachiverengera varume ava kkkkkkk(jstjoking)
Shorraine Chifamba: Miranda Mai Matie Mwamuka 🤣🤣🤣🤣
Blantina Mazvita Matsvimbo: Zvakaoma shuwa
Manage
Walter Longman Chetemu: Domestic violence is not a laughing matter, mangwana akatsamwa odzorera okuvadza or kuponda munenge mava busy kuenda nema banner kumatare edzimhosva muchiti varume imhondi. Musatambe nenhau idzi imi
Rue Zodzo: Ikaka..
Lettie Romalia Rajah KaZizi
Rebbeca Mano: Bt munhu angarovera munhu status here..therz more..tipei nyaya izere purizi
Innocent Tanyaradzwa: Yaa kana iri nzenza inotambika,,vakadzi vanozviita,,no offence
Amanjenjenje Mbizi Chivara: Pamberi nemhanduuuuu 😂😂😂
Mai KendricknaSamantha Mamo: Siya munhu ari abusive uyo Enzo unouraiwa
Fungie Pee Chinembiri: Ahh shame sorry hake, ko vanoawanepiko mabhinya kadzi aya nxaaa
Momo Banda: Yuwiiiiiiiii kkkkkkkkk
Mai Fadza Nashe: Taramba domestic violence nxaaa mukadzi wepi
Melody Dymelo: But iya ye50 magate ndizvo iya kkkkkk mukadzi akavhunduka dako raizunzwa paye akaimagine kuti pamwe rinozunzirwa murume wake mumachira
Kuda Kwash:e Kaface kacho kanoenderana nekurova murume..anenge chihera chete,.ngaasungwe
Fennie Mai Rylissi Mhlanga: Yah. Kanenge kano shusha
Shorraine Chifamba Kuda Kwashe: anonzani ndimbomufambira kumadziro ake
Phannuel Gwatidzo: Magate 50 vafana vari creative ava kkkkk love the track. As for Mainini vadi kuifawo dancer. As for Enzo wakagona ukarega kudzorera unorova munhu and mhepo dzake akakufira
Fennie Mai Rylissi Mhlanga: Ko hanti ndezve graft here…. Sorry blaz
Aisha Mamutu: akamuramba zvonzi akuramba mukadzi coz aita tumari
nxaaa
Andre Swiss: Shavi remurandakadzi wake rinoda 50 magate..50 kana 60 70 80
Kenny Rango Best: Ekkudirwa here
Brian Muguyo: No to violence
LeeMemoz Moyo: This guy will be killed one day ooo…
E Rue Muzvidzwa Murandakadzi shavi rako rekurova mrume rinoda 50 magate zvikaramba 60 70
Monalisah Morosen: But mkdz uyu dzungu chairo kna takuzotorwa hedu hanz he he
Sandra Gidhara: No to violence but ini hangu andaimbofarawo kuona vakadzi pastatus vachizunza mutaka iyaaa kurova andizokwanisa ndongomudhura hangu….sorry enzo

Rashie Musungo Anga aitirwa ka dash samuweya asi🤔🤔🤔
Isaiah Zongoro Status yaipei hanty ndokubasa kwadaddy here anozviitisa mkadzi uyu manje haasati achati oti
Tinoe Shava Hameno ikoko
Mercy Mumsy Muponda Its so sad, abuse must stop.
Gracious Manditemba Vakadzi vajamuka shem ndivo vaimarcha 16dys of activism againt gender violence now ndovakutorova varume hehehe tables have turn…sorry Enzo
Nomsa CU Hezvo..ane mukadzi nhai
Carrington Kachenga Vamwe kungochenjera pane vamwe varume, vakadzi vane power ava
Muzvare Jayne Nemz tiri kubva mu16days of Gender Violence variko vakadzi bullies ngaasungwe mkadzi uyo violence is a no no
ColeMe Diamond iye achiisirei vanhu pa whatsapp status😂achinyanya.
Chrissy Mcroom Shame srry hake Enzo akauwarairwa manje
Solo Mhlaba Ngaasiye musha uyu asati auraiwa nemukadzi or iye Enzo ndiye achazouraya mukadzi umwe musi atadza kuzvidzora
Sharon Masinire Magate 50 , 60 , 70
Yolanda Yolz anomudiiko anorova isu tisingarove tiripo wani nhai enzo…huya hako kuno
Vikki Therealblackdiamond Rudo na Yvonne ndimi marovesa Enzo 😂😂😂😂😂😂 ini handichatopotsa picture yangu naye anobva atopondwa ouraiwa mwana wevaridzi 🤣🤣🤣
Brenda Mufaro Muchenje Ngaamusungise
Rudoibofu Vasikana Ende haambomusiya patova ne Trauma bond.
Yolanda Yolz hanty yatove 50 magate challenge here anoti kukasaitwa kudaro vanodyei kumba ikoko…baba vari pabasa mxm
Lee Paddington Chiwocha Dai,akadzurwa tumufushwa utwo achimbozviitirei
Brenda Marava Siya mkadzi dofo uyo ,vakadz vasvina naJah prayzer zvavakadzikama vanoziva kt basa ibasa
Patrick Mushavatu Enzo anogara naMike tyson paden kkkkkk
Tapiwa Tach Chahwanda Huya hako kuno mwanangu,ndingatourairwa mwana ndirimupenyu.Enzo is a good guy.Murora ndirikuya ikoko😝
Fadzai Tilda A gentleman indeed, mai ivavo vanoda kutinyadzisa
DDeelight Moyo Ukarora dofo unogara uripama1
Mary Maregedze Akuda kutsvagirwa kamwe kanjiva😂
Jenniffer Arc Zvazvatobuda kudai Enzo is gone nechembere dzetonazi …… mirai muone henyu
Beauty Chinyemba Achasiiwa akatemba
Knox Kanoko Dump her 🚮. Nxa vakadzi vanozviitisa sometimes. 🙄. Kujaidzwa ka uku.
Mai Tkt This kid is married
Beauty Makaza ko Enzo ngaangoita yakaita Andy Muridzo…ngaasashupwe nemunhu.
Martha Mutyanda Zvaanopenga mudzimai uyu ndiye akada musician saka she must tolerate my fans achaiswa pama status bcz kuti aite mari enzo ma fans anomutsigira AKADII KUROORWA NA PASTOR VANOISA MA BIBLE VERSES PA STATUS NEMIFANANIDZO YA JESUS ACHIROVERWA PAMUCHINJIKWA osiyana na enzo
Porai Christina Vee Lolo Manyumbu wanga wapfuura nepano here?
Brandon Ndhlepe Ngaamusiye mujadzi wacho ibharanzi
Marvel Govati yaah akaroora munhu akadzungaira….
Alie WekwaNyazika Mmmmj ko tumifushwa tuchiri mumusoro umo😂😂😂😂
Alie WekwaNyazika Mandlovu Wacho WekwaNdlovu
Rumbidzai Ctole Nhai mwana uyu ane makore mangani
Shanaaz Shukran Khan Hahaha hanz pane zviri kuitika but l love my wife😂😂😂 siyai vanhu varovane vakazvijaira
Tanyae Bishi Hananda Guys mukut amusiye pamwe akadyiswa kkk murume haarohwe usamurove mudee rudo rwess mupe kuti asatorwe
Noel Nhlanhla Sibanda if he had retaliated by now the story could have trended more with fake activists spewing sophomoric balderdash abt him bt alas wen its man who abused we laugh about it
In an interview with H-Metro, Enzo Ishall appeared to have forgiven his wife despite her being roundly condemned on social media for her conduct.

“I’m sorry l cannot talk about my wife, this is affecting her negatively and l am not enjoying this. She did not mean to do that,” said who appeared scared to open up more on the issue.
Some fans sympathised with him while others poked fun at the Chill Spot Records’ new find of the year.

Share This:

Sponsored Links