Social media blasts Chauraya

23 Jun, 2022 - 00:06 0 Views
Social media blasts Chauraya

H-Metro

H-Metro Reporter

SOCIAL media users yesterday mocked Munyaradzi Chauraya, the suspect in the sexual abuse of a two-year-old daughter of his girlfriend.

The social media followers had no mercy for the Harare dealer.

Below are some of the comments from social media platforms:

Tatenda Keith Mandisodza Madealer asichii nhai, kkkkk umwe zuro akapindana nadzo dzekuchekeresa tsoka, nhasi umwe arikutumira child porn. To clear your name, you need more than just stating zve tatoo and warts. If it’s not, where did you get the video and what was the intention for sending it to the mother?

***

Tarirai Twin Mananga Zimbabweans we are docile in very critical things. This guy should be in jail right now, but he is roaming the streets because he has money. I blame the police as well as justice system that let loose criminals like him.

***

Cathy Chasi The energy yatinoisa kune varikutukana vachitsvaga mari nesu dai iriiyo yatinoisa pazvinhu zvakadai kana bail racho haaitombopihwa zvachose. Even that wife of a journo akabuda achinzi arikitwa abuse, the story kana ruzha haina kumboita.

***

Mai Klein We don’t need paedophiles in our society. He needs psychiatric evaluation this Munyaradzi boy.

***

Lillian Machingura Nyatsanga This one was a horrible addition to humankind!! Unoshaya kuti vamwe vanhu vanofunga sei.

***

Precious Shonhayi Mutaviri – This is so sad hey. Which means this father is not the biological father of the girl but boyfriend yaamai.

***

Humba Magdalene H-Metro apa magona nyika yese ngaizive

***

Plixcelloe Mai Noku – Ngaabviswe hembe muna First madzimai ose amubate handiti anoda kubatwa zvekuti.

***

Grace Dube Pamwe mai vakuda ku fixer uyu coz varambwa, who knows pamwe ndeimwewo boyfriend, chenjerai kuuraya vasine mhaka pasati paonekwa muridzi akazviita.

***

Charly Mavas Sungai mai vacho first then totangira ipapo, she is the worst abuser than the guy, ini ndonetseka neve ma rights, she should have reported the case the first day razvakaitika not kumirira vanhu vatange vanetsana ….this leaves me thinking it’s a fix to correct whatever zvaavakanetserana …so many men are in jail while they are innocent… cry my beloved boy child pasi pano takavinga nhamo our sisters will always crucify us.

***

Naome Chikwati Zimusatanist uyu chero chigunwe haana uyu akatochekwa pazvaichekwa paya

***

Clara Kativhu He should be arrested defence kudii, he deserves to rot in jail.

 

Share This:

Sponsored Links