TWO IS COMPANY, THREE IS A CROWD…Brutal feedback on Ngoni & Ngoni scandal…Madam Boss not spared either by our readers

06 Oct, 2022 - 00:10 0 Views
TWO IS COMPANY, THREE IS A CROWD…Brutal feedback on Ngoni & Ngoni scandal…Madam Boss not spared either by our readers MADAM Boss and hubby Ngoni

H-Metro

H-Metro Reporter

YESTERDAY, we ran an exclusive story about Madam Boss’ cheating husband, Ngonidzashe Munetsiwa, who accommodated his pregnant lover, Evangelista Zhou, at their matrimonial home in Seke.

A majority of H-Metro readers sympathised with Madam Boss and had no kind words for Ngoni and Evangelista.

Below are some of our readers’ reactions to the story.

***

Ndokuti bepanhau vakasanyora nyaya dzevanhu vonyora dzemhuka here, siyai vanyore kupembera kunoita vanhu dziri dza felie same pa Tyra skweya, ndatuka here kana ndatuka ndiri sorry. Sheilla Jack.

***

Next time tichatoona Mhofela and wife kuma awards vari vese zvichinzi muri kuonaka kuti Mhofu vari kugara kumba. – Senior Bachelor Zim.

***

They used to do lot of things together. I’m thinking something is not right in their marriage. Maybe Madam Boss is protecting her brand. I’d love to see them growing old together veduwe. Tafadzwa Taffy Nyambi.

***

No one will treat you better than how you treat yourself and no one will respect you more than how you respect yourself. Set the standards for yourself and those who are involved enough to see your worth will meet you there. – Lolo’s diaries.

***

Ini hangu ndinoona Madam Boss varivo vanedambudziko. Taiwona vachiita zvinhu zvavo pamwechete asi kubva mukadzi paakatanga zvekukwira ndenge achinja mufunge. Marriage yavo yainakidza mufunge. Ikozvino vanoenda kunyika dzakasiyana siyana oshayawo trip yaanoenda nemhuri yake. I don’t think Mhofu vane passport ini. Mhofu vanenge ndo key yepamba zvino vasara vakutsvaka bota kune vamwe. – Masibanda Bae Official.

***

Chero mukasimbisana sei, hakuna murume akaroora anoda kuona mapicture emukadzi wake akadai pasocial media. This is not it ladies. Mukadzi wemba ngaaitewo samai vemunhu. Zvinonyadzisa murume wenyu izvi. The whole world ichiti nice thighs, imika kwanai. Talent Tally T Magara.

***

Chero mukazama nerudzi rupi hatisikuzomu heta. Tyra munhuwo munhu anototadza, vamwe makatotadzirana nevamaiti wadiwa nedzamaiti hama, ko kuzotiwo vanhu wesocial media. Fungisai Chihombe Ruwewe.

***

This is so wrong on so many levels. Why are people laughing and rejoicing over this? Moti its someone’s life yamunoita yekutamba nayo. There are real people involved munombozvifunga izvozvo here? Tave nemoyo yakaipa as a people. Thandiwe Maburutse.

***

What I like about her is that she is a strong woman and the other thing zvatanga naye here nhayi? Chii chashamisa ipapa. We all have our own issues mudzimba, but just because zvake zvabuda mumapaper aaah vanhu dzidzayi to mind your own things. Sthandazile Moyo Jabheya.

***

Ngoni arikuda more kids, madam vari busy nebrand ravo saka maida aite sei. Hapana kana divorce inomboitika apa vanodanana zvekuti bheee. Ihasha chete idzo, varume hamuzi kuvaziya imi, paunomuka uchinzwa kuti atori netumwe twumhuri kunze unoita easy. Zvese zvekuzviti ndiri chihera ini zvinoshaya basa, hauna kwaunoenda wee, it rains everywhere. Nancy Singano.

***

Don’t forget kuti even these celebrities have got a normal life to live. Maproblems avanosangana nawo akafanana neatinosanganawo nawo isusu futi. Tyra will overcome this, she is a strong woman. Florinda Wish Alifonzo.

***

Shame dzimba dzakaoma. I feel for Madam Boss. Tariro Nyoka.

***

Dai ndirini zvangu murume waMadam Boss, that woman is so protective and she covers up a lot for her man. Murume wacho atojaira kuregererwa akutotadza achiziva kuti mai vanonzwisisa mufunge. Nahum Jehu.

***

Well done Ngoni. Peter Siwalongo.

***

Basa kushama pasocial media muchikona kushama mudzimba dzenyu. Kunogara America muchisiya mhuri yenyu. Hayo maresults. Pamunotambira vamwe varume munoti murume wenyu anenge achinzwa sei? Munhu kana waroorwa itawo semunhu ari mumba. Ukada kutevera mafaro sepwere unogona kuswera wochata katatu pagore. Hakuna murume anoda kugara nemukadzi weruzhinji. Kana waroorwa iva munhu. Talent Tally T Magara.

***

Musikana uyu ibenzi remunhu. Akambofonerwa na Tatelicious some months back akati haazive Ngoni asati anenhumbu murume wemunhu hazvarirwe achasara nemwana ega. – Charity Shinya.

***

Kunyepa uko kwenyu kuda kuti vanhu varambane. Manje marriage iyoyo yakasimba muchaenda miromo pa side muchingohukura avo havarambane. – Margaret Edwards.

***

Umm varume why muchitidzikisira so? Ungabude muFerrari wopinda muNissan Sunny? Portia Gutsa Zinhurimwe.

 

Share This:

Sponsored Links